01/10/2019
Hama neshamwari siwela ndewenyu ungave urikuzimbabwe uchida transport iripo kombi highroof hiace inemutengo wepasi pasi kumhondoro ndinobva mubhuku rekwaNhau kana kuti chirikumarara pedyo neNyundo school sunungukai vezvikoro,masvondo ose,vemichato,ingave nhamo chaiyo kubva kuno joni tinobatsira zvekare zvose from 1-embalming2-papers3-coffin or cascate 4-storage for two weeks 5-transporting to the destination waiting for you until you are finnished everything.Try Mr J.N.Siwela nesu mabatsirika nemitengo iripasipasi tatenda.